Mateo 27:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ipapo Pirato akati kwaari, “Hausikunzwa here kuwanda kwezvinhu zvavari kukupomera?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino Pirato akati kwaari: Haunzwi ɀinhu ɀizhinji ɀaʋanokupomedzera here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino Pirato akati kwaari, “Haunzwi zvinhu zvizhinji zvavanokupomedzera here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ipapo Pirato akati kwaari, “Hausikunzwa here kuwanda kwezvinhu zvavari kukupomera?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ipapo Pirato akati kwaari, “Hausikunzwa here kuwanda kwezvinhu zvavari kukupomera?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Pirato akamubvunza achiti, “Iwe haunzwi here uchapupu hwezvavari kukupomera izvi?” Viz kapitola |