Mateo 26:65 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika65 Ipapo mupristi mukuru akabvarura hanzu dzake ashatirwa achiti, “Ashonha Mwari. Tichadirei zvapupu? Manzwa moga kushonha kwake Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)65 Ipapo muprista mukuru akabvarura ŋguʋo dzake, akati: Wamhura Mŋari! Ticatȿakireiko ɀapupu? Tarirai, manzwa ɀino kumhura kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200265 Ipapo mupristi mukuru akabvarura nguo dzake, akati, “Ashonha Mwari! Tichatsvakireiko zvapupu? Tarirai, manzwa zvino kushonha kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika65 Ipapo mupristi mukuru akabvarura hanzu dzake ashatirwa achiti, “Ashonha Mwari. Tichadirei zvapupu? Manzwa moga kushonha kwake Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona65 Ipapo mupristi mukuru akabvarura hanzu dzake ashatirwa achiti, “Ashonha Mwari. Tichadirei zvapupu? Manzwa moga kushonha kwake Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi65 Ipapo muprista mukuru akabvarura nguo dzake akati, “Ataura zvinomhura. Tichagodirei zvimwe zvapupu? Tarirai, zvino manzwa kumhura kwake. Viz kapitola |