Mateo 26:58 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Asi Pita akamutevera ari chinhambwe kusvikira paruvanze rwomupristi mukuru. Akapinda akagara pamwechete namapurisa kuti aone pazvinoperera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 Asi Petro wakamuteʋera ari kure, kuȿikira paruʋazhe rwomuprista mukuru, akapinda mukati, akagara naʋatariri kuzoʋona kupera kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200258 Asi Petirosi akamutevera ari kure, kusvikira paruvazhe rwomupristi mukuru, akapinda mukati, akagara navatariri kuzoona kupera kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Asi Pita akamutevera ari chinhambwe kusvikira paruvanze rwomupristi mukuru. Akapinda akagara pamwechete namapurisa kuti aone pazvinoperera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona58 Asi Pita akamutevera ari chinhambwe kusvikira paruvanze rwomupristi mukuru. Akapinda akagara pamwechete namapurisa kuti aone pazvinoperera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Asi Petro akamutevera ari chinhambwe kusvikira paruvazhe rwomuprista mukuru. Akapinda akagara pasi pamwe chete navarindi kuti aone maperero azvo. Viz kapitola |