Online Bible

- Reklamy -

Mateo 26:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ingoita zvawavinga.” Vakabva vauya vakati Jesu dzvi kumubata.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 Jesu akati kwaari: Shamŋari, ita ɀawaʋiŋga. Ipapo ʋakaʋuya, ʋakaisa maʋoko kunaJesu, ʋakamuɓata.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

50 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ita zvawavinga.” Ipapo vakauya, vakaisa maoko kuna Jesu, vakamubata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ingoita zvawavinga.” Vakabva vauya vakati Jesu dzvi kumubata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ingoita zvawavinga.” Vakabva vauya vakati Jesu dzvi kumubata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

50 Jesu akamupindura achiti, “Shamwari, ita zvawavinga.” Ipapo varume vakaswedera pedyo vakabata Jesu, vakamusunga.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 26:50

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy