Mateo 26:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Rindai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda mukuidzwa; mŋeya unoɗa hawo, asi nyama hainesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haina simba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Rindai uye munyengetere kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda, asi muviri wakaneta.” Viz kapitola |