Mateo 26:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Akazoti kwavari, “Ini ndadumbirwa zvikuru zvokunge ndichafa. Sarai pano murindire pamwechete neni.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Akati kwaʋari: Mŋeya waŋgu uneshuŋgu kwaɀo, kuȿikira pakufa; garai pano, murinde neni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Akati kwavari, “Mweya wangu une shungu kwazvo, kusvikira pakufa; garai pano murinde neni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Akazoti kwavari, “Ini ndadumbirwa zvikuru zvokunge ndichafa. Sarai pano murindire pamwechete neni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Akazoti kwavari, “Ini ndadumbirwa zvikuru zvokunge ndichafa. Sarai pano murindire pamwechete neni.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ipapo akati kwavari, “Mweya wangu uri kushungurudzika kwazvo kusvika pakufa. Garai pano uye murinde pamwe chete neni.” Viz kapitola |