Online Bible

- Reklamy -

Mateo 26:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Jesu achizviziva, akati kwavari, “Ko munonetserei mukadzi uyu? Inga aita chinhu chakanakisisa wani kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Asi Jesu, aciɀinzwa, akati kwaʋari: Munotambudzireiko mukadzi uyu? Nokuti wandiitira ɓasa rakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Asi Jesu, achizvinzwa, akati kwavari, “Munotambudzireiko mukadzi uyu? Nokuti andiitira basa rakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Jesu achizviziva, akati kwavari, “Ko munonetserei mukadzi uyu? Inga aita chinhu chakanakisisa wani kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Jesu achizviziva, akati kwavari, “Ko munonetserei mukadzi uyu? Inga aita chinhu chakanakisisa wani kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Achiziva izvi, Jesu akati kwavari, “Munotambudzireiko mukadzi uyu? Andiitira chinhu chakanaka kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 26:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy