Mateo 25:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino ʋakarurama ʋacamupindura, ʋaciti: Ishe, takakuʋonai riniko munenzara, tikakupai cokudya? kana munenyota, tikakupai cokunwa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 “Zvino vakarurama vachamupindura, vachiti, ‘Ishe, takakuonai riniko mune nzara, tikakupai chokudya? Kana mune nyota, tikakupai chokunwa? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 “Ipapo vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Ishe, takakuonai riniko mune nzara tikakupai chokunwa? Viz kapitola |