Mateo 25:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Uya akapiwa mari yamatarenda maviri akauyawo achiti, ‘Changamire, makandipa mari yamatarenda maviri heino imwe mari yematarenda maviri yandakashava.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Wakaŋga apiwa matarenta maʋiri akaʋuya ʋo, akati. Ishe, makandipa matarenta maʋiri; tarirai, ndawana mamŋe matarenta maʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Akanga apiwa matarenda maviri akauyawo, akati, ‘Ishe, makandipa matarenda maviri; tarirai, ndawana mamwe matarenda maviri.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Uya akapiwa mari yamatarenda maviri akauyawo achiti, ‘Changamire, makandipa mari yamatarenda maviri heino imwe mari yematarenda maviri yandakashava.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Uya akapiwa mari yamatarenda maviri akauyawo achiti, ‘Changamire, makandipa mari yamatarenda maviri heino imwe mari yematarenda maviri yandakashava.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Murume akanga apiwa matarenda maviri akauyawo. Akati, ‘Tenzi makandipa matarenda maviri, tarirai ndakawanazve mamwe maviri.’ Viz kapitola |