Mateo 25:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mumashure menguva ndefu, tenzi wavaranda vaya akauya akagadzirisana nezvemari yake navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ŋguʋa huru yakati yapfuʋura, ishe waʋaranda iʋaʋo akaȿika, akagadzira mashoko naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Nguva huru yakati yapfuura, ishe wavaranda ivavo akasvika, akagadzira mashoko navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mumashure menguva ndefu, tenzi wavaranda vaya akauya akagadzirisana nezvemari yake navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mumashure menguva ndefu, tenzi wavaranda vaya akauya akagadzirisana nezvemari yake navo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “Shure kwenguva refu tenzi wavaranda vaya akadzoka akagadzirisa nezvemari idzi navo. Viz kapitola |