Online Bible

- Reklamy -

Mateo 25:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Asi uya akagamuchira mari yetarenda rimwechete akaenda akandoricherera pasi akaviga mari yatenzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Asi wakapiwa rimŋe, wakaenda, akacera pasi, akaʋiga mari yashe wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Asi akapiwa rimwe, akenda, akachera pasi, akaviga mari yaishe wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Asi uya akagamuchira mari yetarenda rimwechete akaenda akandoricherera pasi akaviga mari yatenzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Asi uya akagamuchira mari yetarenda rimwechete akaenda akandoricherera pasi akaviga mari yatenzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Asi murume akanga apiwa tarenda rimwe chete akaenda akandochera gomba muvhu ndokuviga mari yatenzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 25:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy