Mateo 25:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndizvozvowo zvakaita akapiwa mari yamatarenda maviri, akawana imwe mari yamatarenda maviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Saiɀoɀo ʋo, wakapiwa maʋiri, wakawana mamŋe maʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Saizvozvowo, akapiwa maviri, akawana mamwe maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndizvozvowo zvakaita akapiwa mari yamatarenda maviri, akawana imwe mari yamatarenda maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndizvozvowo zvakaita akapiwa mari yamatarenda maviri, akawana imwe mari yamatarenda maviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Saizvozvo uya aiva namatarenda maviri akawana mamwe maviri. Viz kapitola |