Mateo 24:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akavapindura achiti, “Chenjerai kuti murege kurasiswa naani zvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jesu akapindura, akati kwaʋari: Cenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Jesu akapindura, akati kwavari, “Chenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akavapindura achiti, “Chenjerai kuti murege kurasiswa naani zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu akavapindura achiti, “Chenjerai kuti murege kurasiswa naani zvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Jesu akapindura akati, “Chenjerai kuti murege kunyengerwa nomunhu. Viz kapitola |