Mateo 24:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri, zvinhu izvi zvisati zvaitika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Rudzi urwu haruŋgatoŋgopfuʋuri kuȿikira iɀoɀi ɀose ɀaitika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, rudzi urwu harungatongopfuuri kusvikira izvozvi zvose zvaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri, zvinhu izvi zvisati zvaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri, zvinhu izvi zvisati zvaitika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ndinokuudzai chokwadi kuti rudzi urwu harungatongopfuuri kusvikira zvinhu zvose izvi zvaitika. Viz kapitola |