Online Bible

- Reklamy -

Mateo 23:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 saka itai nokuchengeta zvose zvavanokuudzai asi kwete zvavanoita nokuti ivo havaiti zvavanoparidza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 saka ɀose ɀaʋanokuʋudzai, muɀiite nokuɀiceŋgeta, asi musateʋera maɓasa aʋo; nokuti ʋanotaura, asi haʋaiti.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 saka zvose zvavanokuudzai, muzviite nokuzvichengeta, asi musatevera mabasa avo; nokuti vanotaura, asi havaiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 saka itai nokuchengeta zvose zvavanokuudzai asi kwete zvavanoita nokuti ivo havaiti zvavanoparidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 saka itai nokuchengeta zvose zvavanokuudzai asi kwete zvavanoita nokuti ivo havaiti zvavanoparidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Saka munofanira kuvateerera muite zvinhu zvose zvavanokuudzai. Asi musaita zvavanoita, nokuti havaiti zvavanoparidza.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 23:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy