Mateo 22:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Iye akati kwavari, “Ko sei Dhavhidhi, afemerwa naMweya Mutsvene, anomuti Tenzi paanoti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Akati kwaʋari: Davidi wakagomutumidza seiko noMŋeya, Ishe wake, aciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Akati kwavari, “Dhavhidhi akagomutumidza seiko noMweya, Ishe wake, achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Iye akati kwavari, “Ko sei Dhavhidhi, afemerwa naMweya Mutsvene, anomuti Tenzi paanoti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Iye akati kwavari, “Ko sei Dhavhidhi, afemerwa naMweya Mutsvene, anomuti Tenzi paanoti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Akati kwavari, “Ko, zvino sei Dhavhidhi achitaura noMweya akamuti, ‘Ishe’? Nokuti anoti, Viz kapitola |