Online Bible

- Reklamy -

Mateo 22:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Pazuva rimwechetero, vaSadhusei vakauyawo kwaari. Ndivo vaya vanoti zvokumuka kwavakafa hakuna. Vakamubvunza vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Nezuʋa iro ʋaSaduse ʋakaȿika kwaari, iʋo ʋanoti hakuna‐kumuka kwaʋakafa, ʋakamubvunza,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Nezuva iro vaSadhusi vakasvika kwaari, ivo vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakamubvunza,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Pazuva rimwechetero, vaSadhusei vakauyawo kwaari. Ndivo vaya vanoti zvokumuka kwavakafa hakuna. Vakamubvunza vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Pazuva rimwechetero, vaSadhusei vakauyawo kwaari. Ndivo vaya vanoti zvokumuka kwavakafa hakuna. Vakamubvunza vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Pazuva rimwe chetero vaSadhusi, avo vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakauya kwaari nomubvunzo.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 22:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy