Mateo 22:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu ndokuti kwavari, “Ko mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvani?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino akati kwaʋari: Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndeɀani? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino akati kwavari, “Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvaani?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu ndokuti kwavari, “Ko mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvani?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Jesu ndokuti kwavari, “Ko mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvani?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 uye akavabvunza akati, “Ko, mufananidzo uyu ndowaani uye runyoro urwu ndorwaani?” Viz kapitola |