Mateo 22:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaFarisei vakaenda vakandoita musangano kuti vangamubate sei mukutaura kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋaFarise ʋakaenda kundoraŋgana kuti ʋaŋgamuɓata sei pakutaura kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vaFarisi vakaenda kundorangana kuti vangamubata sei pakutaura kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaFarisei vakaenda vakandoita musangano kuti vangamubate sei mukutaura kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 VaFarisei vakaenda vakandoita musangano kuti vangamubate sei mukutaura kwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ipapo vaFarisi vakabuda vakandoronga kuti vamubate namashoko ake. Viz kapitola |