Online Bible

- Reklamy -

Mateo 21:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Saizvozvo, kana muridzi womunda wamagirepisi akauya achaitei kune vokushandisa munda wake vaya?” Ivo vakati kwaari,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ɀino kana mŋene womunda wemizambiriŋga acizoʋuya, ucaiteiko naʋarimi iʋaʋo?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 “Zvino kana tenzi womunda wemidzambiringa achizouya, achaiteiko navarimi ivavo?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Saizvozvo, kana muridzi womunda wamagirepisi akauya achaitei kune vokushandisa munda wake vaya?” Ivo vakati kwaari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Saizvozvo, kana muridzi womunda wamagirepisi akauya achaitei kune vokushandisa munda wake vaya?” Ivo vakati kwaari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 “Naizvozvo, panouya muridzi womunda womuzambiringa achaiteiko kuvarimi avo?”

Viz kapitola kopírovat

Mateo 21:40

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy