Mateo 21:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Nguva yomuchero payakanga yava kusvika, akatuma varanda vake kuna vaya vaishandisa munda wake kuti awanewo muchero wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ŋguʋa yeɀiɓereko yakati yoȿika, akatuma ʋaranda ʋake kuʋarimi, kundotora ɀiɓereko ɀake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 “Nguva yemichero yakati yosvika, akatuma varanda vake kuvarimi, kundopiwa michero yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Nguva yomuchero payakanga yava kusvika, akatuma varanda vake kuna vaya vaishandisa munda wake kuti awanewo muchero wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Nguva yomuchero payakanga yava kusvika, akatuma varanda vake kuna vaya vaishandisa munda wake kuti awanewo muchero wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Nguva yokukohwa yakati yasvika, akatuma varanda vake kuvarimi vaya kuti vandotora zvibereko zvake. Viz kapitola |