Online Bible

- Reklamy -

Mateo 21:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kana mumwe munhu akataura chinhu kwamuri, mutaurirei kuti, ‘Tenzi anoada uye achaadzosa nokukurumidza.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Kana aninani acitaura cinhu kwamuri, muti: Ishe unodziɗa; pakarepo ucadzituma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Kana ani naani achitaura chinhu kwamuri, muti, ‘Ishe anorida;’ pakarepo acharidzosa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kana mumwe munhu akataura chinhu kwamuri, mutaurirei kuti, ‘Tenzi anoada uye achaadzosa nokukurumidza.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Kana mumwe munhu akataura chinhu kwamuri, mutaurirei kuti, ‘Tenzi anoada uye achaadzosa nokukurumidza.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Kana pano munhu anotaura chinhu kwamuri, mumuudze kuti, Ishe anodzida uye achadzidzosa nokukurumidza.”

Viz kapitola kopírovat

Mateo 21:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy