Mateo 21:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vadzidzi pavakazviona vakashamiswa vachiti, “Ko muonde uyu wauna sei pakare pakarepo kudai?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋadzidzi ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakashamiswa, ʋakati: Muʋonde wawoma pakarepo seiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Vadzidzi vakati vachizviona, vakashamiswa, vakati, “Muonde waoma pakarepo seiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vadzidzi pavakazviona vakashamiswa vachiti, “Ko muonde uyu wauna sei pakare pakarepo kudai?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vadzidzi pavakazviona vakashamiswa vachiti, “Ko muonde uyu wauna sei pakare pakarepo kudai?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vadzidzi vakati vazviona, vakakatyamara, vakati, “Ko, muonde uyu wabva wasvava pakarepo sei?” Viz kapitola |