Mateo 21:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu akavasiya akabuda muguta akaenda kuBhetania akagarako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akaʋasiya, akabva muguta, akaenda Betania, ndokuʋata’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Akavasiya, akabva muguta, akaenda Bhetania, kwaakandovata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu akavasiya akabuda muguta akaenda kuBhetania akagarako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Jesu akavasiya akabuda muguta akaenda kuBhetania akagarako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Uye akavasiya akabuda muguta umu akaenda kuBhetani kwaakandovata. Viz kapitola |