Mateo 20:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu navadzidzi vake pavakanga vavakubuda muJeriko vakateverwa negurumwandira ravanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋakati ʋacibva Jeriko, ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Vakati vachibva Jeriko, vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu navadzidzi vake pavakanga vavakubuda muJeriko vakateverwa negurumwandira ravanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Jesu navadzidzi vake pavakanga vavakubuda muJeriko vakateverwa negurumwandira ravanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Jesu navadzidzi vake pavakabva kuJeriko, vanhu vazhinji kwazvo vakamutevera. Viz kapitola |