Online Bible

- Reklamy -

Mateo 19:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Jesu akavatarisa akati kwavari, “Kuvanhu, izvi hazvigoneki asi pana Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Jesu ndokuʋatarira, akati kwaʋari: Kuʋanhu iɀi haɀibviri, asi kunaMŋari ɀose ɀinobvira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Jesu ndokuvatarira, akati kwavari, “Kuvanhu izvi hazvibviri, asi kuna Mwari zvose zvinobvira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Jesu akavatarisa akati kwavari, “Kuvanhu, izvi hazvigoneki asi pana Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Jesu akavatarisa akati kwavari, “Kuvanhu, izvi hazvigoneki asi pana Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Jesu akavatarisa akati, “Kuvanhu izvi hazvigoneki asi kuna Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.”

Viz kapitola kopírovat

Mateo 19:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy