Mateo 19:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakapedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda mudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jesu wakati apedza mashoko iwayo, akabva Garirea, akaenda kunyika yeJudea mhiri kweJoridani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Jesu akati apedza mashoko iwayo, akabva Gariria, akaenda kunyika yeJudhea mhiri kweJorodhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakapedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda mudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu paakapedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda mudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda kudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani. Viz kapitola |