Mateo 18:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pita akauya akati kuna Jesu, “Tenzi hama yangu ingandikanganisire kangani ndichiiregerera; tingati kanomwe here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino Petro wakaʋuya akati kwaari: Ishe, hama yaŋgu icanditadzira kaŋganiko, ndikaikaŋganwira? Kuȿikira kanomŋe here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino Petirosi akauya akati kwaari, “Ishe, hama yangu ichanditadzira kanganiko, ndakairegerera? Kusvikira kanomwe here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pita akauya akati kuna Jesu, “Tenzi hama yangu ingandikanganisire kangani ndichiiregerera; tingati kanomwe here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pita akauya akati kuna Jesu, “Tenzi hama yangu ingandikanganisire kangani ndichiiregerera; tingati kanomwe here?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo Petro akauya kuna Jesu akamubvunza achiti, “Ishe, kanganiko kandingaregerera hama yangu kana achinditadzira? Kanomwe here?” Viz kapitola |