Mateo 18:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana akaiwana, zvechokwadi ndinokutaurirai kuti anoifarira kupinda makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe dzisina kumborasika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana ariwana, ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri, unorifarira kupfuʋura makumi mapfumbamŋe namapfumbamŋe asakatsauka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 “Kana aiwana, zvirokwazvo ndinoti kwamuri, anofarira kupfuura makumi mapfumbamwe namapfumbamwe dzisina kurasika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana akaiwana, zvechokwadi ndinokutaurirai kuti anoifarira kupinda makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe dzisina kumborasika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana akaiwana, zvechokwadi ndinokutaurirai kuti anoifarira kupinda makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe dzisina kumborasika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye kana akariwana, ndinokuudzai chokwadi kuti anorifarira kukunda makumi mapfumbamwe nemapfumbamwe asina kurasika. Viz kapitola |