Mateo 17:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vachamuuraya asi mushure memazuva matatu achamutswa.” Vakabva vasuruvara zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ʋacamuʋuraya, asi nezuʋa retatu ucamutswa ɀe. Ʋakafa neshuŋgu kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 vachamuuraya, asi nezuva retatu achamutswazve.” Vakafa neshungu kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vachamuuraya asi mushure memazuva matatu achamutswa.” Vakabva vasuruvara zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Vachamuuraya asi mushure memazuva matatu achamutswa.” Vakabva vasuruvara zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vachamuuraya asi pazuva retatu achamutswa.” Uye vadzidzi vakasuwa kwazvo. Viz kapitola |