Mateo 17:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pavakanga vari pamwechete muGarirea Jesu akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋacafamba muGarirea, Jesu akatikwaʋari: Mŋanakomana womunhu ucabva woiswa mumaʋoko aʋanhu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino vachafamba muGariria, Jesu akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achabva oiswa mumaoko avanhu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pavakanga vari pamwechete muGarirea Jesu akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Pavakanga vari pamwechete muGarirea Jesu akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Vakati vaungana muGarirea Jesu akati kwavari, “Mwanakomana woMunhu achaiswa mumaoko avanhu. Viz kapitola |