Mateo 17:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu akamukarira, mweya wakaipa ukabva wabuda maari. Mukomana akabva arapwa pakarepo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino Jesu akamuraira, mŋeya wakaipa ukaɓuɗa kwaari, mukomana akapora kubva paŋguʋa iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino Jesu akamuraira, mweya wakaipa ukabuda kwaari, mukomana akapora kubva panguva iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu akamukarira, mweya wakaipa ukabva wabuda maari. Mukomana akabva arapwa pakarepo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Jesu akamukarira, mweya wakaipa ukabva wabuda maari. Mukomana akabva arapwa pakarepo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Jesu akatuka dhimoni rikabva rabuda mumukomana uya achibva apora kubva panguva iyoyo. Viz kapitola |