Online Bible

- Reklamy -

Mateo 16:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Nazvino hamusati mavakunzwisisa? Hamuyeuki here zvezvingwa zvishanu zvezviuru zvishanu zvavanhu? Uye kuti makaunganidza tswanda ngani?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Hamunzwisisi naɀino here, kana kuraŋgarira ɀiŋgwa ɀishanu ɀaʋanhu ʋaneɀuru ɀishanu, namateŋgu amakawana kuti aiʋa maŋgani?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Hamunzwisisi nazvino here, kana kurangarira zvingwa zvishanu zvavanhu vane zviuru zvishanu, namatengu amakawana kuti aiva mangani?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Nazvino hamusati mavakunzwisisa? Hamuyeuki here zvezvingwa zvishanu zvezviuru zvishanu zvavanhu? Uye kuti makaunganidza tswanda ngani?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Nazvino hamusati mavakunzwisisa? Hamuyeuki here zvezvingwa zvishanu zvezviuru zvishanu zvavanhu? Uye kuti makaunganidza tswanda ngani?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Hamusati mava kunzwisisa here? Hamurangariri here zvingwa zvishanu zvavanhu vane zviuru zvishanu uye kuti makazadza matengu mangani ezvamakaunganidza?

Viz kapitola kopírovat

Mateo 16:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy