Online Bible

- Reklamy -

Mateo 16:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Jesu akazviziva akati, “Inga muri vanhu vechitendero chidiki. Ko munogokurukurirana zvokuti hamuna chingwa sei?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Jesu, aciɀiziʋa, akati kwaʋari: Imi ʋokutenda kuɗuku, munoraŋgana pakati penyu nemhaka yeiko, kuti hamuneɀiŋgwa?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Jesu, achizviziva, akati kwavari, “Imi vokutenda kuduku, munorangana pakati penyu nemhaka yeiko, kuti hamuna zvingwa?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Jesu akazviziva akati, “Inga muri vanhu vechitendero chidiki. Ko munogokurukurirana zvokuti hamuna chingwa sei?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Jesu akazviziva akati, “Inga muri vanhu vechitendero chidiki. Ko munogokurukurirana zvokuti hamuna chingwa sei?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Achiziva izvi Jesu akavabvunza akati, “Imi vokutenda kuduku, ko, muri kutauriranei pakati penyu nezvokusava nechingwa?

Viz kapitola kopírovat

Mateo 16:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy