Mateo 15:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kundinamata kwavo ndekwenhando vachidzidzisa, sechokwadi, mitemo yavanhu.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi ʋanondinamata pasina, Ʋacidzidzisa dzidziso iri mirairo yaʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Asi vanondinamata pasina, Vachidzidzisa dzidziso nemirairo yavanhu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kundinamata kwavo ndekwenhando vachidzidzisa, sechokwadi, mitemo yavanhu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kundinamata kwavo ndekwenhando vachidzidzisa, sechokwadi, mitemo yavanhu.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Vanondinamata pasina; vachidzidzisa dzidziso nemirayiro yavanhu.’ ” Viz kapitola |