Mateo 15:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti Mwari, akati, ‘Remekedza Baba naamai vako uye kuti munhu anotaura zvakaipa nezvababa kana amai vake anofanira kuti afe.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti Mŋari wakati: Kudza ɓaɓa ʋako namai ʋako; ʋuye, Unotuka ɓaɓa kana mai, ŋgaafe norufu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 “Nokuti Mwari wakati, ‘Kudza baba vako namai vako;’ uye, ‘Anotuka baba kana mai, ngaafe norufu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti Mwari, akati, ‘Remekedza Baba naamai vako uye kuti munhu anotaura zvakaipa nezvababa kana amai vake anofanira kuti afe.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti Mwari, akati, ‘Remekedza Baba naamai vako uye kuti munhu anotaura zvakaipa nezvababa kana amai vake anofanira kuti afe.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti Mwari akati, ‘Kudza baba vako namai vako’ uye, ‘Ani naani anotuka baba kana mai vake anofanira kuurayiwa.’ Viz kapitola |