Mateo 15:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Jesu akamupindura achiti, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikanda kuimbwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Akapindura, akati: Haɀina‐kunaka kutora ciŋgwa caʋana, ndokucikandira imbganana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Akapindura, akati, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Jesu akamupindura achiti, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikanda kuimbwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Jesu akamupindura achiti, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikanda kuimbwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Akapindura akati, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana muchichikandira imbwa.” Viz kapitola |