Mateo 15:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Iye akapindura achiti, “Ini ndakatumwa kuhwai dzakarasika dzemba yaIsiraeri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Asi wakapindura, akati: Ndakaŋgotumirwa kumakwai akarashika eimba yaʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Asi akapindura, akati, “Ndakangotumirwa kumakwai akarashika eimba yavaIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Iye akapindura achiti, “Ini ndakatumwa kuhwai dzakarasika dzemba yaIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Iye akapindura achiti, “Ini ndakatumwa kuhwai dzakarasika dzemba yaIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Akati kwavari, “Ndakatumwa kumakwai akarasika eIsraeri chete.” Viz kapitola |