Mateo 15:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kwakazouya vaFarisei nenyanzvi dzomutemo kuna Jesu vachibva kuJerusaremu vachiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋaFarise naʋanyori ʋakaʋuya kunaJesu ʋacibva Jerusarema, ʋakati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino vaFarisi navanyori vakauya kuna Jesu vachibva Jerusaremu, vakati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kwakazouya vaFarisei nenyanzvi dzomutemo kuna Jesu vachibva kuJerusaremu vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kwakazouya vaFarisei nenyanzvi dzomutemo kuna Jesu vachibva kuJerusaremu vachiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo vanyori navaFarisi vakauya kuna Jesu vachibva kuJerusarema uye vakamubvunza vachiti, Viz kapitola |