Online Bible

- Reklamy -

Mateo 14:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Chikonzero ndechokuti Johani akanga amuti, “Hazvibvumirwi, pamutemo, kuti agare naye.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuti Johane wakati kwaari: Haunakutenderwa kuti uʋe naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nokuti Johani akati kwaari, “Hauna kutenderwa kuti uve naye.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Chikonzero ndechokuti Johani akanga amuti, “Hazvibvumirwi, pamutemo, kuti agare naye.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Chikonzero ndechokuti Johani akanga amuti, “Hazvibvumirwi, pamutemo, kuti agare naye.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 sezvo Johani ainge ati kwaari, “Hautenderwi kutora mukadzi uyu.”

Viz kapitola kopírovat

Mateo 14:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy