Online Bible

- Reklamy -

Mateo 14:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vanhu vakadya vaiva zviuru zvishanu zvavarume tisingaverengi zvedu vakadzi navana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ʋakaŋga ʋadya ʋaiʋa ʋarume ʋaneɀuru ɀishanu, ʋakadzi naʋana ʋasiŋgaʋereŋgwi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Vakanga vadya vaiva varume vane zviuru zvishanu, vakadzi navana vasingaverengwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vanhu vakadya vaiva zviuru zvishanu zvavarume tisingaverengi zvedu vakadzi navana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vanhu vakadya vaiva zviuru zvishanu zvavarume tisingaverengi zvedu vakadzi navana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Vanhu vakadya vaisvika varume zviuru zvishanu pasingaverengwi vakadzi navana.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 14:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy