Online Bible

- Reklamy -

Mateo 14:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Musoro wake wakaunzwa uri mudhishi ukapiwa kumusikana. Iyewo akaenda nawo kuna amai vake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ʋakaʋuya nomusoro wake uri mundiro, musikana akapiwa; iye akaenda nawo kunamai ʋake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Vakauya nomusoro wake uri mundiro, musikana akaupiwa; iye akaenda nawo kunamai vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Musoro wake wakaunzwa uri mudhishi ukapiwa kumusikana. Iyewo akaenda nawo kuna amai vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Musoro wake wakaunzwa uri mudhishi ukapiwa kumusikana. Iyewo akaenda nawo kuna amai vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Uye musoro wake wakauyiwa nawo uri mundiro ukapiwa kumusikana, iye akaenda nawo kuna mai vake.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 14:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy