Online Bible

- Reklamy -

Mateo 13:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Asi iye akati, “Kwete, mungadaro mukadzipurirana nekoroni pamunenge muchidzura sawi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Akati: Kwete, ɀimŋe kana muciʋuŋganidza mashawi, muŋgadzura neɀiyo ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Akati, ‘Kwete, zvimwe kana muchiunganidza masawi, mungadzura nezviyowo.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Asi iye akati, “Kwete, mungadaro mukadzipurirana nekoroni pamunenge muchidzura sawi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Asi iye akati, “Kwete, mungadaro mukadzipurirana nekoroni pamunenge muchidzura sawi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 “Akapindura akati, ‘Kwete, nokuti paya pamunodzura sawi, mungazodzura pamwe chete nezviyo.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 13:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy