Online Bible

- Reklamy -

Mateo 12:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Nokuti aninaani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mukoma nomunun'una neni nehanzvadzi naamai vangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 Nokuti aninani unoita kuɗa kwaƂaɓa ʋaŋgu ʋari kuɗeŋga, ndiye munuŋuna waŋgu, nehanɀadzi, namai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

50 “Nokuti ani naani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga, ndiye mukoma nomunun'una, nehanzvadzi, namai kwandiri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Nokuti aninaani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mukoma nomunun'una neni nehanzvadzi naamai vangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 Nokuti aninaani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mukoma nomunun'una neni nehanzvadzi naamai vangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

50 Nokuti ani naani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mununʼuna wangu nehanzvadzi yangu, namai vangu.”

Viz kapitola kopírovat

Mateo 12:50

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy