Mateo 12:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 “Kana mweya wakaipa wabuda mumunhu, unopfuura nomunzvimbo dzisina mvura uchitsvaka pokuzororera, asi unopashaya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ɀino kana mŋeya wetȿina waɓuɗa kumunhu, unopota panɀimbo dzisinemvura, ucitȿaka zororo, ucirishaiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 “Zvino kana mweya wetsvina wabuda kumunhu unopota panzvimbo dzisina mvura, uchitsvaka zororo, uchirishayiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 “Kana mweya wakaipa wabuda mumunhu, unopfuura nomunzvimbo dzisina mvura uchitsvaka pokuzororera, asi unopashaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 “Kana mweya wakaipa wabuda mumunhu, unopfuura nomunzvimbo dzisina mvura uchitsvaka pokuzororera, asi unopashaya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 “Kana mweya wakaipa wabva pano munhu, unofamba-famba nomunzvimbo dzakaoma uchitsvaka zororo asi unorishaya. Viz kapitola |