Mateo 12:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Dzimwe nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakati kwaari, “Mudzidzisi tingade kuona chiratidzo chinobva kwamuri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ɀino ʋamŋe ʋanyori naʋaFarise ʋakapindura, ʋakati: Mudzidzisi, tinoɗa kuʋona ciratidzo kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Zvino vamwe vanyori navaFarisi vakapindura, vakati, “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo kwamuri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Dzimwe nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakati kwaari, “Mudzidzisi tingade kuona chiratidzo chinobva kwamuri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Dzimwe nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakati kwaari, “Mudzidzisi tingade kuona chiratidzo chinobva kwamuri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ipapo vamwe vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakati kwaari, “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo chechishamiso kubva kwamuri.” Viz kapitola |