Online Bible

- Reklamy -

Mateo 11:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 “Ko chizvarwa chino ndingachienzanise neiko? Chakafanana navana vagere pamisika vachidaidzira kuna vamwe vavo vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Asi ndicafananidza rudzi urwu neiko? rwakafanana naʋana ʋagere paɗare, ʋanoɗanidzira kushamŋari dzaʋo, ʋaciti:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 “Asi ndichafananidza rudzi urwu neiko? Rwakafanana navana vagere padare, vanodanidzira kushamwari dzavo, vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 “Ko chizvarwa chino ndingachienzanise neiko? Chakafanana navana vagere pamisika vachidaidzira kuna vamwe vavo vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 “Ko chizvarwa chino ndingachienzanise neiko? Chakafanana navana vagere pamisika vachidaidzira kuna vamwe vavo vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 “Rudzi urwu ndingaruenzanisa nei? Vakafanana navana vari mumisika vari kudanidzira kuna vamwe vachiti:

Viz kapitola kopírovat

Mateo 11:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy