Mateo 10:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Rapai vanorwara, mutsai vakafa, murape vana maperembudzi mudzinge mweya yakaipa. Makapiwa pachena, imi ipaiwo pachena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Poresai ʋanorwara, mutsai ʋakafa, natsai ʋanamaperembudzi, ɓuɗisai mŋeya yakaipa. Makaŋgopiwa henyu, ciŋgopai henyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Poresai vanorwara, mutsai vakafa, natsai vanamaperembudzi, budisai mweya yakaipa. Makangopiwa henyu, chingopai henyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Rapai vanorwara, mutsai vakafa, murape vana maperembudzi mudzinge mweya yakaipa. Makapiwa pachena, imi ipaiwo pachena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Rapai vanorwara, mutsai vakafa, murape vana maperembudzi mudzinge mweya yakaipa. Makapiwa pachena, imi ipaiwo pachena. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Poresai vanorwara, mutsai vakafa, natsai vaya vana maperembudzi, dzingai madhimoni. Makagamuchira pasina muripo, chingopaiwo pasina muripo. Viz kapitola |