Mateo 10:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Zvandinokutaurirai murima zvitaurei masikati machena, zvamunonzwa nakazevezeve zviparidzei muri pamusoro pemba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀandinokuʋudzai murima, taurai pacena; ɀamunonzwa munzeʋe, paridzirai pamsoro pedzimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvandinokuudzai murima, taurai pachena; zvamunonzwa munzeve, paridzirai pamusoro pedzimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Zvandinokutaurirai murima zvitaurei masikati machena, zvamunonzwa nakazevezeve zviparidzei muri pamusoro pemba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Zvandinokutaurirai murima zvitaurei masikati machena, zvamunonzwa nakazevezeve zviparidzei muri pamusoro pemba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Zvandinokuudzai murima muzvitaure muchiedza; zvinozevezerwa munzeve dzenyu, muzviparidze muri pamusoro pedzimba. Viz kapitola |