Online Bible

- Reklamy -

Mateo 10:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu akadaidza kwaari vadzidzi vake gumi navaviri akavapa simba pamusoro pemweya yetsvina kuti vaidzinge nesimba rokurapa zvirwere zvose namatenda ose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino wakaɗanira kwaari ʋadzidzi ʋake ʋanegumi naʋaʋiri, akaʋapa simba pamsoro pemŋeya yetȿina, kuti ʋaiɓuɗise, nokuporesa kurwara kwose noʋukosha bgose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino akadanira kwaari vadzidzi vake vane gumi navaviri, akavapa simba pamusoro pemweya yetsvina kuti vaibudise, nokuporesa kurwara kwose noukosha hwose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu akadaidza kwaari vadzidzi vake gumi navaviri akavapa simba pamusoro pemweya yetsvina kuti vaidzinge nesimba rokurapa zvirwere zvose namatenda ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Jesu akadaidza kwaari vadzidzi vake gumi navaviri akavapa simba pamusoro pemweya yetsvina kuti vaidzinge nesimba rokurapa zvirwere zvose namatenda ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Akadana vadzidzi vake gumi navaviri akavapa simba rokudzinga mweya yakaipa nokuporesa marudzi ose ezvirwere namarudzi ose ehosha.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 10:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy